Online Bibel

- Annoncer -

Ezekieri 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 shoko raJehova rakaȿika kumuprista Ezekieri, mŋanakomana waBuzi, munyika yaʋaKardea, parwizi rwaKebari; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro pake ipapo.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

3 shoko raJehovha rakasvika kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea, parwizi rwaKebhari; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pake ipapo

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 izwi raTenzi rakauya kumupristi Ezekieri, mwanakomana waBhuzi, munyika yavaKaradhea pedyo nerwizi rweKebhari, izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakava paari ikoko.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 shoko raJehovha rakasvika kuna Ezekieri muprista, mwanakomana waBhuzi paRwizi rweKebhari munyika yavaBhabhironi. Ipapo, ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pake.

Se kapitlet Kopi

Ezekieri 1:3

Følg os:

Annoncer

Annoncer