Estere 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Asi vahosi vamambo, Vhashiti, akaramba kuuya sokurayirwa kwakanga kwaitwa vayuniki ava namambo. Izvozvi izvi zvakashatirisa mambo akaviruka chaizvo nehasha. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Asi ʋahosi Vashti ʋakaramba kuʋuya seɀaʋakaŋga ʋarairwa namambo nomuromo waʋaranda; ipapo mambo akatsamŋa kwaɀo, shuŋgu dzake dzikamuka mukati make. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200212 Asi vahosi Vashiti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatsamwa kwazvo, shungu dzake dzikamuka mukati make. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona12 Asi vahosi vamambo, Vhashiti, akaramba kuuya sokurayirwa kwakanga kwaitwa vayuniki ava namambo. Izvozvi izvi zvakashatirisa mambo akaviruka chaizvo nehasha. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi pakasvika shoko rakanga rarayirwa namambo, vaHosi Vhashiti vakaramba kuuya. Ipapo mambo akashatirwa zvikuru uye akatsva nehasha. Se kapitletShona BIBLE12 Asi vahosi Vashiti vakaramba kuuya sezvavakanga varairwa namambo nomuromo wavaranda; ipapo mambo akatsamwa kwazvo, shungu dzake dzikamuka mukati make. Se kapitlet |