1 Timoti 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi tinoziʋa kuti murairo wakanaka, kana munhu aciita nawo seɀinoreʋa murairo, Se kapitletShona Bible 1949 revised 20028 Asi tinoziva kuti murayiro wakanaka, kana munhu achiita nawo sezvinoreva murayiro, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvino chatinoziva ndechokuti mutemo wakanaka kana ukausevenzesa zviri pamutemo. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Tinoziva kuti murayiro wakanaka kana munhu achiushandisa zvakanaka. Se kapitlet |