1 Timoti 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 ʋamŋe ʋakarashika paɀinhu iɀoɀi, ʋakatsaukira kukutaura kusinamaturo; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20026 vamwe vakarashika pazvinhu izvozvi, vakatsaukira kukutaura kusina maturo; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona6 Vamwe vanhu vakazotetereka pamusana pokutsauka pazviri vopinda muhurukuro dzisina maturo Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Vamwe vakarasika kubva pazvinhu izvi uye vakatsaukira mukutaura kusina maturo. Se kapitlet |