1 Timoti 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Asi cinoʋaʋarirwa nomurairo ndirwo ruɗo runobva pamŋoyo wakacena, napahana yakanaka, napakutenda kusiŋganyeŋgeri; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Asi chinovavarirwa nomurayiro ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, napahana yakanaka, napakutenda kusinganyengeri; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Asi icho chinangwa chebasa redu ndecherudo runobva mumwoyo wakanaka nehana yakachena nechitendero chisina unyengedzi. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Chinovavarirwa nomurayiro uyu ndirwo rudo runobva pamwoyo wakachena, hana yakanaka nokutenda kwechokwadi. Se kapitlet |