Online Bibel

- Annoncer -

Zekaria 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati,

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Nomŋedzi worusere, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria, mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti:

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Nomwedzi worusere, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya, mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati,

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mumwedzi worusere, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita rikati,

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 “Mumwedzi worusere wegore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia, mwanakomana waIdho richiti:

Se kapitlet Kopi

Zekaria 1:1

Følg os:

Annoncer

Annoncer