ƲaEfeso 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 akaisa ɀose pasi petsoka dzake, akapa kereke iye, kuti aʋe musoro waɀose, Se kapitletShona Bible 1949 revised 200222 akaisa zvose pasi petsoka dzake, akapa sangano iye, kuti ave musoro wazvose, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari akaisawo zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamuita musoro wezvinhu zvose musangano Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye Mwari akaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake akamugadza kuti ave musoro wezvinhu zvose nokuda kwekereke, Se kapitlet |