ƲaEfeso 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 uri ruɓatso rwenhaka yeɗu, kuratidza kudzikinurwa kwaʋanhu ʋaMŋari caiʋo, kuti kubginya kwake kurumbidzwe. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200214 uri rubato rwenhaka yedu, kuratidza kudzikinurwa kwavanhu vaMwari chaivo, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mweya Mutsvene ndiye rubatso rwenhaka yedu kusvikira taiwana, mbiri yaMwari ichibva yarumbidzwa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 anova ndiye rubatso runotitsidzira nhaka yedu kusvikira rudzikinuro rwaavo vari vaMwari chaivo rwaratidzwa, kuti kubwinya kwake kurumbidzwe. Se kapitlet |