Ruka 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ʋakaŋga ʋasinomŋana, nokuti Erisabete wakaŋga asiŋgaɓereki, ʋuye ʋakaŋga ʋacembera ʋose ʋari ʋaʋiri. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 Vakanga vasina mwana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki, uye vakanga vachembera vose vari vaviri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona7 Asi vakanga vasina mwana nokuti Erizabheti akanga ari mhanje, uyezve, vose vari vaviri vakanga vachembera. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi vakanga vasina vana, nokuti Erizabheti akanga asingabereki; uye vose vari vaviri vakanga vachembera kwazvo. Se kapitlet |