Numeri 1:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaZeburuni, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi mashanu neɀinomŋe namazana mashanu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200231 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaZebhuruni, vakasvika zviuru zvina makumi mashanu nezvinomwe namazana mashanu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona31 Vakaverengwa mudzinza raZebhuruni vose vaisvika makumi mashanu ezviuru ane zviuru zvinomwe namazana mana. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaZebhuruni vaisvika zviuru makumi mashanu nezvinomwe, namazana mana. Se kapitlet |