Online Bibel

- Annoncer -

Mupiro 1:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Kana cipo cake kunaJehova ciri cipiriso cinopiswa ceshiri, ŋgaaʋigire ciɓayiro cake cenjiʋa, kana twana twenjiʋa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

14 “Kana chipo chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaavigire chibayiro chake chenjiva, kana twana twenjiva.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 “Kana munhu achida kupira kuna Tenzi somupiro wake wokupisa weshiri ngaaunze chipo chenjiva kana kuti hangaiwa duku.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 “ ‘Kana chipiriso chake kuna Jehovha chiri chipiriso chinopiswa cheshiri, ngaape njiva kana hangaiwa ichiri diki.

Se kapitlet Kopi

Mupiro 1:14

Følg os:

Annoncer

Annoncer