Online Bibel

- Annoncer -

Mika 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvose izvi zvichaitika pamusana pokukanganisa kwevokwaJakobho uye pamusana pezvitadzo zvevemba yokwaIsiraeri. Ko ane mhosva yokukanganisa kwevokwaJakobho ndiani? Harisi guta reSamaria here? Ko ane mhosva yechitadzo chemba yokwaJudha ndiani? Harisi guta reJerusaremu here?

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ɀose iɀi ɀinoitwa nokuɗa kwokuɗarika kwaJakobo, ʋuye nokuɗa kweɀiʋi ɀeimba yaIsraeri. Kuɗarika kwaJakobo ndokweiko? Harizi Samaria here? Nɀimbo dzakakwirira dzaJuda ndedzipiko? Harizi Jerusarema here?

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Zvose izvi zvinoitwa nokuda kwokudarika kwaJakobho, uye nokuda kwezvivi zveimba yaIsiraeri. Kudarika kwaJakobho ndokweiko? Harizi Samaria here? Nzvimbo dzakakwirira dzaJudha ndedzipiko? Harizi Jerusaremu here?

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Zvose izvi zvichaitika pamusana pokukanganisa kwevokwaJakobho uye pamusana pezvitadzo zvevemba yokwaIsiraeri. Ko ane mhosva yokukanganisa kwevokwaJakobho ndiani? Harisi guta reSamaria here? Ko ane mhosva yechitadzo chemba yokwaJudha ndiani? Harisi guta reJerusaremu here?

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Zvose izvi zvakaitika nokuda kwokudarika kwaJakobho, nokuda kwezvivi zveimba yaIsraeri. Kudarika kwaJakobho ndokweiko? Hakuzi Samaria here? Nzvimbo yakakwirira yaJudha ndeipiko? Haizi Jerusarema here?

Se kapitlet Kopi

Mika 1:5

Følg os:

Annoncer

Annoncer