Mariko 1:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Maɗekwana, zuʋa raʋira, ʋakaisa kwaari ʋose ʋakaŋga ʋacirwadziwa, naʋakaŋga ʋakaɓatwa nemŋeya yakaipa. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200232 Madekwana, zuva ravira, vakaisa kwaari vose vakanga vachirwadziwa, navakanga vakabatwa nemweya yakaipa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvino kuzoti ava manheru, zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vakanga vachirwara kana vakanga vakagarwa nemweya yakaipa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Manheru acho iwayo zuva ravira, vanhu vakauya kuna Jesu navose vairwara navakanga vakabatwa namadhimoni. Se kapitlet |