Mariko 1:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGarirea. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200228 Pakarepo mukurumbira wake ukanzwika panyika yose yakapoteredza yeGariria. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona28 Mukurumbira wake wakabva wapararira kwose kwose, munharaunda yose yeGarirea. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Mukurumbira wake wakapararira munyika yose yeGarirea. Se kapitlet |