Mapisarema 1:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo padare rokutongwa, vakaipa havapamiri uye vatadzi mugungano ravakarurama havamumiri. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Naiɀoɀo ʋakaipa haʋaŋgamiri pakutoŋgeswa, Naʋatadzi paʋuŋgano yaʋakarurama. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20025 Naizvozvo vakaipa havangamiri pakutongeswa, Navatadzi paungano yavakarurama. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Naizvozvo padare rokutongwa, vakaipa havapamiri uye vatadzi mugungano ravakarurama havamumiri. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona5 Naizvozvo padare rokutongwa, vakaipa havapamiri uye vatadzi mugungano ravakarurama havamumiri. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Naizvozvo vakaipa havangamiri pakutongwa, kana vatadzi paungano yavakarurama. Se kapitlet |