Mabasa 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuȿikira zuʋa raakakwidzwa, amboraira noMŋeya Mutȿene ʋaapostora ʋaakaŋga asanaŋgura; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 kusvikira zuva raakakwidzwa, amborayira naMweya Mutsvene vapostori vaakanga atsanangura. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga. Ipapo, maiva mushure mokunge ataurira, nokuna Mweya Mutsvene, vapositori vaakanga asarudza, zvinofanira kuitwa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 kusvikira pazuva raakakwidzwa kudenga, shure kwokunge arayira, kubudikidza noMweya Mutsvene, vapostori vaakanga asarudza. Se kapitlet |