Johane 1:51 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)51 Akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mucaʋona kuɗeŋga kwazarurwa, naʋatumŋa ʋaMŋari ʋacikwira, nokuɓurukira pamsoro poMŋanakomana womunhu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200251 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchaona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona51 Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi51 Ipapo akatizve, “Ndinokuudzai chokwadi, muchaona denga richizaruka, uye vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka pamusoro poMwanakomana woMunhu.” Se kapitlet |