Johane 1:46 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200246 Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona46 Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi46 Natanieri akati, “Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?” Firipi akati, “Uya uone.” Se kapitlet |