Johane 1:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa). Se kapitletShona Bible 1949 revised 200241 Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”) Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona41 Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, “Tamuwana Mesiya” (ndiko kuti Kristu). Se kapitlet |