Online Bibel

- Annoncer -

Joere 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Munda waparadzwa, nyika inocema; nokuti ɀiyo ɀaparadzwa, waini itȿa yapxa, mafuta apera.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Munda waparadzwa, nyika inochema; nokuti zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapwa, mafuta apera.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Minda yaparara, ivhu riri kuchema nokuti mbesanwa dzaparadzwa. Waini yavakupera mafuta eorivhi avakupwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Minda yaparadzwa, pasi paoma; zviyo zvaparadzwa, waini itsva yapera, mafuta hakuchina.

Se kapitlet Kopi

Joere 1:10

Følg os:

Annoncer

Annoncer