2 Timoti 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nemhaka iyi ndinokuyeʋudzira kuti ukucidzire cipiwa caMŋari ciri mauri nokuiswa kwamaʋoko aŋgu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20026 Nemhaka iyi ndinokuyeudzira kuti ukuchidzire chipiwa chaMwari chiri mauri nokuiswa kwamaoko angu. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona6 Naizvozvo ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzirezve chipo chaMwari chiri mauri chawakawana nokukuisa maoko pamusoro kwandakuita Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Nokudaro ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzire chipo chaMwari chiri mauri nokuiswa kwamaoko angu pamusoro wako. Se kapitlet |