Online Bibel

- Annoncer -




Rute 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Jehova ŋgaakuzorodzei, mumŋe nomumŋe mumba momurume wake. Akaʋaȿeta, iʋo ʋakacema kwaɀo.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Jehovha ngaakuzorodzei, mumwe nomumwe mumba momurume wake.” Akavatsvoda, ivo vakachema kwazvo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tenzi ngaakubatsirei kuti muroorwezve mugogara zvenyu zvakanaka mudzimba dzavarume venyu.” Naomi akavatsvoda, ivowo vakahwihwidza kuchema

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Jehovha ngaaite kuti mumwe nomumwe wenyu awane zororo mumba yomumwe murume.” Ipapo akavatsvoda uye vakachema zvikuru.

Se kapitlet Kopi




Rute 1:9

Følg os:

Annoncer


Annoncer