Rute 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva kwaakaŋga ari naʋakadzi ʋaʋana ʋake ʋaʋiri, ʋakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJuda. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20027 Akabva kwaakanga ari navakadzi vavana vake vaviri, vakafamba nenzira inodzokera kunyika yaJudha. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye navaroora vake vaviri vakasimuka vakabva kwavaigara, vakapinda munzira vodzokera kunyika yokwaJudha. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Akabva pamwe chete navaroora vake panzvimbo yavaigara vakasimuka vakaenda nenzira yaizovasvitsa kunyika yeJudha. Se kapitlet |