Obadia 1:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mhare dzako, iwe Temani, dzicavunduka, kuti ʋose ʋapere nokuʋurawa pagomo raEsau. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 Mhare dzako, iwe Temani, ndichavhunduka, kuti vose vapere nokuurawa pagomo raEsau. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Magambawo enyu avarwi, imimi wokwaTemani, achadumbirwa zvokuti munhu wose wokuGomo rokwaEsau achapfuudzwa nebakatwa. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Mhare dzako, iwe Temani, dzichavhunduka, uye vose vari mumakomo aEsau vachaparara pakuurayiwa ikoko. Se kapitlet |