Online Bibel

- Annoncer -




Obadia 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ucafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira munuŋuna wako simba, ucaparadzwa nokusiŋgaperi.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Uchafukidzwa nokunyara nemhaka yokuti wakamukira mun'una wako simba, uchaparadzwa nokusingaperi.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 “Imi vokwaEsau pamusana poutsinye hwamakaita kuvanun'una venyu vokwaJakobho muchanyara imi nokusingaperi uye muchaparadzwa zvachose.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Nokuda kwokuti wakarwisa mununʼuna wako Jakobho, uchafukidzwa nenyadzi; uchaparadzwa nokusingaperi.

Se kapitlet Kopi




Obadia 1:10

Følg os:

Annoncer


Annoncer