Online Bibel

- Annoncer -




Numeri 1:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 ʋakaʋereŋgwa kwaʋari, ʋorudzi rwaManase, ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi matatu neɀiʋiri namazana maʋiri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

35 vakaverengwa kwavari, vorudzi rwaManase, vakasvika zviuru zvina makumi matatu nezviviri namazana maviri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Vakaverengwa mudzinza raManase vose vaisvika makumi matatu ezviuru ane zviuru zviviri namazana maviri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Vakaverengwa kubva kurudzi rwaManase vaisvika zviuru makumi matatu nezviviri, namazana maviri.

Se kapitlet Kopi




Numeri 1:35

Følg os:

Annoncer


Annoncer