Online Bibel

- Annoncer -




Mupiro 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ɀino ŋgaaise ruʋoko rwake pamusoro wecipiriso cinopiswa, kuti cigamucirwe panɀimbo yake, cimuyananisire.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Zvino ngaaise ruoko rwake pamusoro wechipiriso chinopiswa, kuti chigamuchirwe panzvimbo yake, chimuyananisire.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Munhu iyeyo ngaaise ruoko rwake pamusoro wechibayiro chokupisa ichocho. Chibayiro ichocho chichatora nzvimbo yake kuti chipfupire zvitadzo zvake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Anofanira kuisa ruoko rwake pamusoro pechibayiro chinopiswa uye chichagamuchirwa chakamumirira iye kuti chimuyananisire.

Se kapitlet Kopi




Mupiro 1:4

Følg os:

Annoncer


Annoncer