Online Bibel

- Annoncer -




Mupiro 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Muridzi wayo ngaasuke nemvura zvomukati zvayo nemazondo ayo. Mupristi ngaapisire zvose izvozvo somupiro wokupisa, mupiro unoitwa zvokupisa nomoto, unonhuhwirira zvinofadza Tenzi.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Asi ʋura namakumbo ŋgaaɀisuke nemvura, muprista agoɀiɓayira ɀose, nokuɀipisira paartari, kuti ciʋe cipiriso cinopiswa, cipiriso cakaitwa nomŋoto, cinonhuwira ɀakanaka kunaJehova.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Asi hura namakumbo ngaazvisuke nemvura, mupristi agozvibayira zvose, nokuzvipisira paatari, kuti chive chipiriso chinopiswa, chipiriso chakaitwa nomoto, chinonhuwira zvakanaka kuna Jehovha.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Muridzi wayo ngaasuke nemvura zvomukati zvayo nemazondo ayo. Mupristi ngaapisire zvose izvozvo somupiro wokupisa, mupiro unoitwa zvokupisa nomoto, unonhuhwirira zvinofadza Tenzi.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Anofanira kusuka nyama yomukati namakumbo nemvura, uye muprista anofanira kuuyisa zvose agozvipisa pamusoro pearitari. Chibayiro chinopiswa, chibayiro chakagadzirwa nomoto, chinonhuhwira zvinofadza kuna Jehovha.

Se kapitlet Kopi




Mupiro 1:13

Følg os:

Annoncer


Annoncer