Mateo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Iɀoɀo ɀose ɀakaitwa kuti ɀiitike ɀakarebga naShe, nomuromo womuprofita, aciti: Se kapitletShona Bible 1949 revised 200222 Izvozvo zvose zvakaitwa kuti zviitike zvakarehwa naIshe, nomuromo womuporofita, achiti, Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvose izvi zvakaitika kuzadzisa zvakanga zvataurwa naTenzi nomuromo womuporofita uya zvokuti: Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti: Se kapitlet |