Mariko 1:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona25 Jesu akaukarira achiti, “Nyarara, buda maari!” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino Jesu akamuraira, akati: Nyarara, uɓuɗe kwaari! Se kapitletShona Bible 1949 revised 200225 Zvino Jesu akamuraira; akati, “Nyarara, ubude kwaari!” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Jesu akaukarira achiti, “Nyarara, buda maari!” Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Jesu akarayira akati, “Nyarara! Buda maari!” Se kapitlet |