Mariko 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Seɀaɀakanyorwa mumuprofita Isaya, ɀicinzi: Tarira, ndinotuma munyai waŋgu pamberi pako, Ucakunatsira nzira yako; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20022 Sezvazvakanyorwa mumuporofita Isaya, zvichinzi, “Tarira, ‘Ndinotuma munyai wangu pamberi pako,’ Achakunatsira nzira yako; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 sokunyorwa kwazvakaitwa muna Isaya muporofita zvichinzi, “Chiona, ndinotuma nhume yangu pamberi pako, ichagadzirira nzira yako. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Kwakanyorwa muna Isaya muprofita kuchinzi: “Ndichatuma nhume yangu mberi kwako, uyo achagadzira nzira yako,” Se kapitlet |