Online Bibel

- Annoncer -




Mapisarema 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Nokuti Jehova unoziʋa nzira yaʋakarurama; Asi nzira yaʋakaipa icaparadzwa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nokuti Jehovha anoziva nzira yavakarurama; Asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Nokuti TENZI ane hanya nenzira yavakarurama asi nzira yavakaipa ichaparara.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Nokuti Jehovha anotarira nzira yavakarurama, asi nzira yavakaipa ichaparadzwa.

Se kapitlet Kopi




Mapisarema 1:6

Følg os:

Annoncer


Annoncer