Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

43 Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

43 Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

43 Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

43 Zuva rakatevera Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea. Akati awana Firipi akati kwaari, “Nditevere.”

Se kapitlet Kopi




Johane 1:43

Følg os:

Annoncer


Annoncer