Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Hakunomunhu wakatoŋgoʋona Mŋari; Mŋari wakaɓerekwa ari mumŋe woga, uri pacifuʋa caƂaɓa, ndiye wakamuziʋisa isu.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Hakuna munhu akatongoona Mwari; mwanakomana akabereka ari mumwe oga, ari pachifuva chababa, ndiye akamuzivisa isu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Hakuna akamboona Mwari asi Mwanakomana mumwechete waMwari iye wapamwoyo paBaba ndiye akaita kuti vazivikanwe kuvanhu.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Hakuna akamboona Mwari, asi Mwanakomana Iye Mumwe Oga, ari pachipfuva chaBaba, akaita kuti azivikanwe.

Se kapitlet Kopi




Johane 1:18

Følg os:

Annoncer


Annoncer