Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Wakaŋga ari panyika, asi nyika haina‐kumuziʋa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Akanga ari panyika, asi nyika haina kumuziva.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 10 Iye akava pasi pano uye pasi pakasikwa nemaari asi pasi hapana kumuziva.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Akanga ari munyika, uye kunyange nyika yakaitwa kubudikidza naye, nyika haina kumuziva.

Se kapitlet Kopi




Johane 1:10

Følg os:

Annoncer


Annoncer