Online Bibel

- Annoncer -




Firemoni 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri;

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

13 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ndaida kuti iye agare neni kuti agotora nzvimbo yako pakundibatsira zvandiri muusungwa nokuda kweVhangeri.

Se kapitlet Kopi




Firemoni 1:13

Følg os:

Annoncer


Annoncer