Online Bibel

- Annoncer -




Estere 1:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Yainwiwa zviri pamurao pasina zvokumanikidza munhu nokuti mambo akanga atemera makurukota ose omumuzinda make kuti vaitire munhu nomunhu zvaanenge achida.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakanwa nomurairo wokuti munhu arege kuroʋererwa; nokuti mambo wakaŋga araira ʋaranda ʋose ʋeimba yake, kuti ʋaitire mumŋe nomumŋe seɀaakaŋga aciɗa nomŋoyo wake.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakanwa nomurayiro wokuti munhu arege kurovererwa; nokuti mambo akanga araira varanda vose veimba yake, kuti vaitire mumwe nomumwe sezvaakanga achida nomwoyo wake.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Yainwiwa zviri pamurao pasina zvokumanikidza munhu nokuti mambo akanga atemera makurukota ose omumuzinda make kuti vaitire munhu nomunhu zvaanenge achida.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Vakakokwa vakabvumirwa kunwa pamadiro, nokuti mambo akarayira vatariri vewaini vose kuti vagovere mumwe nomumwe sezvaaida.

Se kapitlet Kopi

Shona BIBLE

8 Vakanwa nomurairo wokuti munhu arege kurovererwa; nokuti mambo akanga araira varanda vose veimba yake, kuti vaitire mumwe nomumwe sezvaakanga achida nomwoyo wake.

Se kapitlet Kopi




Estere 1:8

Følg os:

Annoncer


Annoncer