Online Bibel

- Annoncer -

Eksodo 1:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Farao akaraira ʋanhu ʋake ʋose, akati: Ʋanakomana ʋose ʋanozoɓerekwa, muʋakandire murwizi, asi ʋasikana ʋose muʋarege ʋari ʋapenyu haʋo.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Farao akaraira vanhu vake vose, akati, “Vanakomana vose vanozoberekwa, muvakandire murwizi, asi vasikana vose muvarege vari vapenyu havo.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Farao akabva audza vanhu vake vose achiti, “Mwana mukomana upi noupi anenge aberekwa mukati mavaHebheru, mukandei murwizi, muna Nairi, asi vana vasikana vose, varegei vari vapenyu.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Ipapo Faro akarayira vanhu vose kuti, “Vanakomana vose vanoberekwa munofanira kuvakanda murwizi Nairi, asi murege vanasikana vose vari vapenyu.”

Se kapitlet Kopi

Eksodo 1:22

Følg os:

Annoncer

Annoncer