Online Bibel

- Annoncer -

Danieri 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Mushure memazuva gumi iwayo, pakaonekwa kuti vakanga vava kutarisika zvakanaka uye vatoita muviri kudarika majaya mamwe ose aya akanga achidya chokudya chakanaka chokwamambo.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Mazuʋa anegumi akati apera ɀiso ɀaʋo ɀikaʋonekwa kuti ɀakanaka, nemiʋiri yaʋo yakakura, ʋacipfuʋura majaya ose aidya ɀokudya ɀamambo.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Mazuva ane gumi akati apera zviso zvavo zvikaonekwa kuti zvakanaka, nemiviri yavo yakakura, vachipfuura majaya ose aidya zvokudya zvamambo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Mushure memazuva gumi iwayo, pakaonekwa kuti vakanga vava kutarisika zvakanaka uye vatoita muviri kudarika majaya mamwe ose aya akanga achidya chokudya chakanaka chokwamambo.

Se kapitlet Kopi

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 Mazuva gumi akati apera, ivo vakaratidza kuva noutano hwakagwinya uye nemiviri yakanaka kupinda majaya akadya zvokudya zvamambo.

Se kapitlet Kopi

Shona BIBLE

15 Mazuva ane gumi akati apera zviso zvavo zvikaonekwa kuti zvakanaka, nemiviri yavo yakakura, vachipfuura majaya ose aidya zvokudya zvamambo.

Se kapitlet Kopi

Danieri 1:15

Følg os:

Annoncer

Annoncer