2 Timoti 1:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndicishuʋa ɀikuru kukuʋona, ndiciraŋgarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 ndichishuva zvikuru kukuona, ndichirangarira misodzi yako, kuti ndizadzwe nomufaro; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Pandinoyeuka misodzi yako ndinosuwira siku nesikati kukuona kuti ndizadzwe norufaro. Se kapitletBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ndichirangarira misodzi yako, ndinoshuva kukuona, kuti ndigozadzwa nomufaro. Se kapitlet |