Online Bibel

- Annoncer -




Jer. 4:19 - Bhaibheri Rakachena muChindau

19 Ndarwadziwa, mwoyo wangu! Ndarwadziwa, mwoyo wangu! Ndinorwadziwa mumwoyo wangu; mwoyo wangu unochema mukati mwangu; andikoni kunyarara, ngokuti mweya wangu wazwa kuridzwa kwegwama, nokurira kwemhere yehondo.

Se kapitlet Kopi




Jer. 4:19

Følg os:

Annoncer


Annoncer