ƲaEfeso 1:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Uye akazivisa kwatiri chakavanzika chokuda kwake, maererano nomufaro wake wakanaka, waakafunga muna Kristu, kuti chiitwe pakukwana kwenguva, Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akatiziʋisa ɀakaʋanzika ɀokuɗa kwake, seɀaakafadzwa pakufuŋga kwake maari; Se kapitletShona Bible 1949 revised 20029 akatizivisa zvakavanzika zvokuda kwake, sezvaakafadzwa pakufunga kwake maari; Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona9 Noungwaru hwose uye zviri pachenawo, akatizivisa zvinhu zvakavandika, maererano nechinangwa chake chaakanga anacho muna Kristu Se kapitlet |