Online Bibel

- Annoncer -




Obadia 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Kunyange mukabhururuka segondo mukaruka dendere renyu pakati penyeredzi, kubva ipapo ndichakukandai pasi,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Kunyaŋge mukabururukira kumsoro segondo, ʋuye kunyaŋge ɗendere renyu rakaiswa pakati penyeredzi, ndicakuwisirai’po pasi — ndiɀo ɀinotaura Jehova.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Kunyange mukabhururukira kumusoro segondo, uye kunyange dendere renyu rikaiswa pakati penyeredzi, ndichakuwisiraipo pasi ndizvo zvinotaura Jehovha.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Kunyange zvazvo muri muchadenga imomo segondo, nyange movakira zvenyu dendere renyu pakati penyenyedzi, ikoko ndichakukoromorerai pasi. Ndizvo zviri kutaura TENZI.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Kunyange zvazvo muri muchadenga imomo segondo, nyange movakira zvenyu dendere renyu pakati penyenyedzi, ikoko ndichakukoromorerai pasi. Ndizvo zviri kutaura TENZI.

Se kapitlet Kopi




Obadia 1:4

Følg os:

Annoncer


Annoncer