Online Bibel

- Annoncer -




Numeri 1:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 kubva kuvanakomana vaJosefa: kubva kuna Efuremu, Erishama mwanakomana waAmihudhi; kubva kuna Manase, Gamarieri mwanakomana waPedhazuri;

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋokuʋana ʋaJosefa: WokwaEfraimi, Erishama, mŋanakomana waAmihudi; wokwaManase, Gamarieri, mŋanakomana waPedazuri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vokuvana vaJosefa: WokwaEfuremu, Erishama, mwanakomana waAmihudhi; wokwaManase, Gamarieri, mwanakomana waPedhazuri.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru;

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 pavana vaJosefi mudzinza raEfuremu, torai Erishama mwanakomana waAmihudhi; mudzinza raManase, torai Gamarieri mwanakomana waPedhazuru;

Se kapitlet Kopi




Numeri 1:10

Følg os:

Annoncer


Annoncer