Mateo 1:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’ ” Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Tarira, mhandara icaʋa nemimba, icaɀara mŋanakomana, Ʋacamutumidza zita rinonzi Emanueri; ndokuti kana ɀicishandurwa: Mŋari unesu. Se kapitletShona Bible 1949 revised 200223 “Tarira, mhandara ichava nepamuviri, ichazvara mwanakomana, vachamutumidza zita rinonzi Emanueri;” ndokuti, “Kana zvichishandurwa, Mwari anesu.” Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.) Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Tarirai, mhandara ichava napamuviri ichizobereka mwana mukomana. Zita rake richazonzi Imanueri” (zvinoreva kuti Mwari Anesu.) Se kapitlet |