Mariko 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Uye saizvozvo Johani akauya, achibhabhatidza murenje uye achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti varegererwe zvivi. Se kapitletBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Johane wakaʋuya acibapatidza murenje, aciparidza rubapatidzo rwokutendeʋuka ʋakaŋganwirwe ɀiʋi. Se kapitletShona Bible 1949 revised 20024 Johani akauya achibhabhatidza murenje, achiparidza rubhabhatidzo rwokutendeuka kuti vanhu varegererwe zvivi zvavo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Se kapitletBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kurenje kwakazova naJohani aiombeka, achiparidza ruombeko rwokuti vanhu vapinduke varegererwe zvitadzo zvavo. Se kapitlet |