Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:50 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

50 Jesu akati, “Unotenda nokuti ndakuudza kuti ndakuona uri pasi pomuonde. Uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvozvo.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

50 Jesu akapindura, akati kwaari: Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuʋona munyasi momuʋonde here? Ucazoʋona ɀikuru kunaiɀoɀi.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

50 Jesu akapindura, akati kwaari, “Unotenda iwe, nokuti ndakati kwauri, ndakakuona munyasi momuonde here? Uchazoona zvikuru kuna izvozvi.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

50 Jesu akamupindura achiti, “Watenda pamusana pezvandati ndakuona uri pasi pomukuyu uchaona zvinhu zvikuru kupinda izvi.”

Se kapitlet Kopi




Johane 1:50

Følg os:

Annoncer


Annoncer