Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.”

Se kapitlet Kopi




Johane 1:49

Følg os:

Annoncer


Annoncer