Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavabvunza akati, “Munodeiko?” Ivo vakati, “ ‘Rabhi’ (ndiko kuti Mudzidzisi), munogarepiko?”

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Jesu akatendeʋuka akaʋaʋona ʋaciteʋera, akati kwaʋari: Munotȿakeiko? Ʋakati kwaari: Rabi (ndokuti Mudzidzisi, kana ɀicishandurwa), munogarepiko?

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera, akati kwavari, “Munotsvakeiko?” Vakati kwaari, “Rabhi” (ndokuti, “Mudzidzisi, kana zvichishandurwa,”) munogarepiko?

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavati, “Muri kutsvakeiko?” Ivo vakati kwaari, “Rabhi,” (zvinoreva kuti mudzidzisi) “Munogara kupiko?”

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavati, “Muri kutsvakeiko?” Ivo vakati kwaari, “Rabhi,” (zvinoreva kuti mudzidzisi) “Munogara kupiko?”

Se kapitlet Kopi




Johane 1:38

Følg os:

Annoncer


Annoncer