Online Bibel

- Annoncer -




Johane 1:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa.

Se kapitlet Kopi

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa.

Se kapitlet Kopi

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.

Se kapitlet Kopi

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.

Se kapitlet Kopi




Johane 1:3

Følg os:

Annoncer


Annoncer